Mapisarema 125:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Haiwa Jehovha, itirai zvakanaka, kuna avo vakanaka, kuna avo vane mwoyo yakarurama.

5. Asi avo vanotsaukira kunzira dzakaminama, Jehovha achavaparadza pamwe chete navaiti vezvakaipa. Rugare ngaruve pana Israeri.

Mapisarema 125