Mapisarema 123:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sokutarira kunoita meso enhapwa kuna vatenzi vadzo, sezvinoita meso omurandakadzi achitarira ruoko rwatenzikadzi wake, saizvozvo meso edu anotarira kuna Jehovha Mwari wedu, kusvikira atinzwira ngoni.

Mapisarema 123

Mapisarema 123:1-4