Mapisarema 122:7-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Dai mukati mamasvingo ako maita rugare, nokuchengetedzeka mukati menhare dzako.”

8. Nokuda kwehama neshamwari dzangu, ndichati, “Rugare ngaruve mukati mako.”

9. Nokuda kweimba yaJehovha Mwari wedu, ndichatsvaka kubudirira kwako.

Mapisarema 122