Mapisarema 121:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Jehovha achakuchengeta pane zvose zvinokuvadza, iye acharinda upenyu hwako;

8. Jehovha achakurinda pakubuda kwako napakupinda kwako, kubva zvino uye nokusingaperi.

Mapisarema 121