Mapisarema 120:5-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. Ndine nhamo ini ndinogara muMesheki, kuti ndinogara pakati pamatende eKedhari!

6. Ndakagara nguva refu pakati pavanovenga rugare.

7. Ndiri munhu worugare; asi pandinotaura, ivo ndevehondo.

Mapisarema 120