Mapisarema 12:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nokuda kwokumanikidzwa kwavasina simba nokugomera kwavarombo, ndichasimuka zvino,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ndichavadzivirira kuna avo vanovaparadza.”

Mapisarema 12

Mapisarema 12:4-8