Mapisarema 119:86 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mirayiro yenyu yose yakavimbika, ndibatsirei, nokuti vanhu vanonditambudza ndisina mhaka.

Mapisarema 119

Mapisarema 119:78-94