Mapisarema 119:18-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Ndisvinudzei meso angu kuti ndione. Zvinhu zvinoshamisa zviri pamurayiro wenyu.

19. Ndiri mutorwa panyika; regai kundivanzira mirayiro yenyu.

20. Mweya wangu wapedzwa nokushuva mitemo yenyu nguva dzose.

21. Munotsiura vanozvikudza, avo vakatukwa, uye vanotsauka kubva pamirayiro yenyu.

Mapisarema 119