Mapisarema 116:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Jehovha, zvirokwazvo ndiri muranda wenyu; ndiri muranda wenyu, mwanakomana womurandakadzi wenyu; makandisunungura pangetani dzangu.

Mapisarema 116

Mapisarema 116:12-19