Mapisarema 113:6-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. anokotamira pasi kuti aone zviri kudenga napanyika?

7. Anosimudza murombo muguruva, uye anosimudza vanoshayiwa kubva padurunhuru ramadota;

8. anovagadza namachinda, namachinda avanhu vavo.

9. Anogarisa mukadzi asingabereki mumba make, samai vavana vanofara. Rumbidzai Jehovha.

Mapisarema 113