Mapisarema 111:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Rumbidzai Jehovha. Ndicharumbidza Jehovha nomwoyo wangu wose, paungano yavakarurama napagungano.

2. Mabasa aJehovha makuru; anorangarirwa navose vanofara maari.

Mapisarema 111