Mapisarema 109:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivo vangatuka havo, asi imi mucharopafadza; vachanyadziswa pavanorwisa, asi muranda wenyu achafara.

Mapisarema 109

Mapisarema 109:22-31