Mapisarema 107:41-43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

41. Akasimudza vanoshayiwa kubva mukutambudzika kwavo, uye akawedzera mhuri dzavo samapoka amakwai.

42. Vakarurama vanozviona vagofara, asi vakaipa vose vanodzivirwa miromo yavo.

43. Ani naani akachenjera ngaachengete zvinhu izvi, uye arangarire rudo rukuru rwaJehovha.

Mapisarema 107