Mapisarema 107:30-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

30. Vakafara parakadzikama, uye akavatungamirira pakadzikama pavaida.

31. Ngavavonge Jehovha nokuda kworudo rwake rusingaperi, uye namabasa ake anoshamisa aakaitira vanhu.

32. Ngavamukudze paungano yavanhu, uye vamurumbidze pagungano ramakurukota.

33. Akashandura nzizi dzikava gwenga, hova dzinoerera dzikava nyika ine nyota,

Mapisarema 107