Mapisarema 106:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Madzibaba edu paakanga ari muIjipiti, havana kumbofunga nezvezvishamiso zvenyu; havana kurangarira tsitsi dzenyu zhinji, asi vakakumukirai pagungwa, iro Gungwa Dzvuku.

Mapisarema 106

Mapisarema 106:3-8