Mapisarema 106:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuti ndifadzwe nokubudirira kwavasanangurwa venyu, kuti ndigovane pamufaro wavanhu venyu, uye ndibatane nenhaka yenyu pakurumbidza.

Mapisarema 106

Mapisarema 106:2-7