Mapisarema 106:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tiponesei, imi Jehovha Mwari wedu, uye mutiunganidze kubva kundudzi, kuti tigovonga zita renyu dzvene. Tigofara mukurumbidzwa kwenyu.

Mapisarema 106

Mapisarema 106:44-48