Mapisarema 106:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakateura ropa risina mhosva, iro ropa ravanakomana vavo neravanasikana vavo, vavakabayira kuzvifananidzo zveKenani, nyika ikasvibiswa neropa ravo.

Mapisarema 106

Mapisarema 106:32-45