Mapisarema 105:26-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Akatuma Mozisi muranda wake, naAroni, waakanga asarudza. Vakaita zviratidzo zvinoshamisa pakati