Mapisarema 105:14-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Haana kutendera munhu kuvadzvinyirira; akatuka madzimambo nokuda kwavo achiti,

15. “Musabata vazodziwa vangu; musaitira vaprofita vangu zvakaipa.”

16. Akadana nzara panyika ikaparadza zvose zvaiuyisa zvokudya;

17. uye akatuma munhu pamberi pavo, iye Josefa, akatengeswa senhapwa.

18. Vakakuvadza tsoka dzake nezvisungo mutsipa wake ukaiswa mumatare esimbi,

Mapisarema 105