Mapisarema 104:34-35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

34. Kurangarira kwangu ngakumufadze, pandinofara muna Jehovha.

35. Asi vatadzi ngavaparadzwe panyika, uye vakaipa ngavarege kuzovapozve. Rumbidza Jehovha, mweya wangu. Rumbidzai Jehovha.

Mapisarema 104