Mapisarema 104:32-35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. iye anotarira nyika, yobva yabvunda, iye anobata makomo obva apwititika utsi.

33. Ndichaimbira Jehovha upenyu hwangu hwose; ndichaimbira Mwari wangu nziyo dzokurumbidza ndichiri mupenyu.

34. Kurangarira kwangu ngakumufadze, pandinofara muna Jehovha.

35. Asi vatadzi ngavaparadzwe panyika, uye vakaipa ngavarege kuzovapozve. Rumbidza Jehovha, mweya wangu. Rumbidzai Jehovha.

Mapisarema 104