Mapisarema 104:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

iyo waini inofadza mwoyo womunhu, namafuta anopenyesa chiso chake, nechingwa chinosimbisa mwoyo wake.

Mapisarema 104

Mapisarema 104:7-24