Mapisarema 104:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rumbidza Jehovha, mweya wangu. Haiwa Jehovha Mwari wangu, muri mukuru kwazvo; makashongedzwa nokubwinya noumambo.

Mapisarema 104

Mapisarema 104:1-8