Mapisarema 103:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi, rudo rwaJehovha rwuri pana avo vanomutya, nokururama kwake kuvana vavana vavo,

Mapisarema 103

Mapisarema 103:14-22