Mapisarema 102:9-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. Nokuti ndinodya madota sechokudya changu, uye ndinovhenganisa zvokunwa zvangu nemisodzi,

10. nokuda kwehasha dzenyu huru, nokuti makandisimudza mukandikanda parutivi.

11. Mazuva angu akaita somumvuri wamadekwana; ndinosvava souswa.

Mapisarema 102