Mapisarema 101:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani anoitira muvakidzani wake makuhwa pakavanda, iyeye ndiye wandichaita kuti anyarare; ani naani ane meso anozvikudza nomwoyo unozvikudza, iyeye handingamuregi akadaro.

Mapisarema 101

Mapisarema 101:1-8