Mapisarema 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi imi, iyemi Mwari, munoona kutambudzika nokusuwa; munokutarisisa kuti mukupedze. Asina simba anozviisa kwamuri; muri mubatsiri wenherera.

Mapisarema 10

Mapisarema 10:13-18