Mako 9:50 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Munyu wakanaka, asi kana warasa kuvava kwawo, mungauita kuti urungezve here? Ivai nomunyu mukati menyu, uye muve norugare pakati penyu.”

Mako 9

Mako 9:45-50