Mako 9:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Petro akati kuna Jesu, “Rabhi, zvakanaka kuti isu tigare pano. Ngativakei matumba matatu, rimwe renyu, rimwe raMozisi uye rimwe raEria.”

Mako 9

Mako 9:1-7