Mako 9:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uye kana ani naani akaita kuti mumwe wavaduku ava vanotendeka kwandiri atadze, zvingava nani kwaari kuti akandwe mugungwa akasungirirwa guyo guru mumutsipa make.

Mako 9

Mako 9:34-44