Mako 9:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Johani akati, “Mudzidzisi, taona munhu achidzinga madhimoni muzita renyu uye tikamudzivisa, nokuti anga asiri mumwe wedu.”

Mako 9

Mako 9:29-43