Mako 9:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti akanga achidzidzisa vadzidzi vake. Akati kwavari, “Mwanakomana woMunhu achazopandukirwa achiiswa mumaoko avanhu. Vachamuuraya, uye shure kwamazuva matatu achamuka.”

Mako 9

Mako 9:29-41