Mako 9:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vasvika kuna vamwe vadzidzi, vakaona vanhu vazhinji zhinji vakavakomberedza uye vadzidzisi vomurayiro vachiita nharo navo.

Mako 9

Mako 9:4-23