Mako 8:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaudza vanhu vazhinji ava kuti vagare pasi. Akati atora zvingwa zvinomwe uye akavonga, akazvimedura akazvipa kuvadzidzi vake kuti vaise pamberi pavanhu, uye vakaita saizvozvo.

Mako 8

Mako 8:3-10