Mako 8:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akaisazve maoko ake pameso omurume uyu. Ipapo meso ake akasvinudzwa, akadzorerwa kuona kwake, uye akaona zvinhu zvose zvakanaka.

Mako 8

Mako 8:23-35