Mako 7:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakashamiswa zvikuru kwazvo. Vakati, “Akaita zvinhu zvose nenzira yakanaka. Anoita kuti kunyange matsi dzinzwe uye nembeveve dzitaure.”

Mako 7

Mako 7:32-37