Mako 7:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akabva panzvimbo iyo akaenda pedyo neTire. Akapinda mumba akasada kuzivikanwa nomunhu; asi akanga asingagoni kuzvivanza.

Mako 7

Mako 7:22-30