Mako 6:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo Jesu akaita kuti vadzidzi vake vakwire mugwa uye kuti vafanotungamira kuBhetisaidha, iye achiri kuendesa vanhu vazhinji.

Mako 6

Mako 6:43-48