Mako 6:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Mune zvingwa zvinganiko? Endai mundotarisa.”Vakati vazviona, vakati, “Zvishanu, uye nehove mbiri.”

Mako 6

Mako 6:32-42