Mako 6:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Herodhi pachake akanga arayira kuti Johani asungwe, uye akaita kuti asungwe nengetani uye aiswe mutorongo. Akaita izvi nokuda kwaHerodhiasi mukadzi womunun'una wake Firipi waakanga awana.

Mako 6

Mako 6:8-24