Mako 5:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jesu akamubvunza akati, “Zita rako ndiwe ani?”Akapindura akati, “Zita rangu ndiRegioni, nokuti tiri vazhinji.”

Mako 5

Mako 5:1-11