Mako 5:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kazhinji aisungwa maoko namakumbo, asi aidambura ngetani napakati uye achivhuna simbi dzaiva pamakumbo ake. Hakuna munhu aiva nesimba rokumukunda.

Mako 5

Mako 5:1-11