Mako 5:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu achiri kutaura, vamwe varume vakauya vachibva kumba kwaJairosi, mukuru wesinagoge. Vakati, “Mwanasikana wenyu afa. Muchanetsereiko mudzidzisi?”

Mako 5

Mako 5:29-36