Mako 5:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mukadzi, achiziva zvakanga zvaitika kwaari, akauya akawira patsoka dzake, uye achidedera nokutya, akamuudza chokwadi chose.

Mako 5

Mako 5:23-40