Mako 5:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akamukumbirisa zvikuru achiti, “Mwanasikana wangu mudiki ava kufa. Ndapota uyai muise maoko enyu pamusoro kuti agoporeswa uye ararame.”

Mako 5

Mako 5:15-25