Mako 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu haana kumutendera, asi akati kwaari, “Chienda kumba kumhuri yako undovaudza zvawaitirwa naShe, uye kuti akunzwira ngoni sei.”

Mako 5

Mako 5:15-26