Mako 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye dzimwe dzakawira pavhu rakanaka. Dzakamera dzikakura uye dzikabereka kakapetwa makumi matatu, makumi matanhatu, kana kunyange zana.”

Mako 4

Mako 4:1-11