Mako 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzimwe dzakawira murukangarabwe, madzisina kuwana ivhu rakawanda. Dzakakurumidza kumera, nokuti ivhu rakanga riri shoma.

Mako 4

Mako 4:2-13