Mako 4:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akanga ari mushure megwa, avete pamutsago. Vadzidzi vake vakamumutsa vakati kwaari, “Mudzidzisi, hamuna hanya here kana tikanyura?”

Mako 4

Mako 4:32-41